Song Title - Zadzisa
Artist - Janet Manyowa
Lyrics to the song 'Zadzisa' by Janet Manyowa
Mwari mukataura shoko munorindira kuti
riite zvamareva
Ndakabata pachitsidzo chamakandipa munozadzisa
Mwari
Ndakabata pachitsidzo chamakandipa munozadzisa
Mwari
Saka baba zadzisai shoko renyu
Rinoita zvamataura
Zvamakareva zichaitika
Rinoita zvamataura
Zvamakareva zichaitika
Zadzisai shoko renyu rinoita zvamataura
Zvamakareva zvichaitika
Zvamakareva zvichaitika
Muri mwari asinganyepi
Muri mwari anochengeta chitsidzo chake
Kuvana vake
Murimwari wechokwadi murimwari anotaura
Shoko kamwechete zvoitika
Muri mwari anochengeta chitsidzo chake
Kuvana vake
Murimwari wechokwadi murimwari anotaura
Shoko kamwechete zvoitika
Zadzisai shoko renyu
Rinoita zvamataura
Zvamakareva zichaitika
Rinoita zvamataura
Zvamakareva zichaitika